Genesi 11:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pasi chigare, vanhu vose vaingotaura mutauro mumwechete, vaine mazwi mamwechetewo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nyika yose yakaŋga inorurimi rumŋe nokutaura kumŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Nyika yose yakanga ino rurimi rumwe nokutaura kumwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pasi chigare, vanhu vose vaingotaura mutauro mumwechete, vaine mazwi mamwechetewo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pasi chigare, vanhu vose vaingotaura mutauro mumwechete, vaine mazwi mamwechetewo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino nyika yose yakanga ino rurimi rumwe chete nokutaura kwakafanana. See the chapter |