Genesi 10:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nyika yavakanga vagere yaibvira kuMesha ichinanga nokuSefari kugomo rokumabvazuva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Kwaʋakagara ndiko: Kubva paMesha, kuenda Sefari, kugomo rokumabvazuʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Kwavakagara ndiko: kubva paMesha, kuenda Sefari, kugomo rokumabvazuva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nyika yavakanga vagere yaibvira kuMesha ichinanga nokuSefari kugomo rokumabvazuva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nyika yavakanga vagere yaibvira kuMesha ichinanga nokuSefari kugomo rokumabvazuva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 (Dunhu ravaigara raibvira kuMesha rakananga kuSefari, kunyika yezvikomo yokumabvazuva.) See the chapter |