Genesi 10:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Shemu mukoma waJafeti akaberekawo vana. Ndiye tateguru wemhuri yevaEbheru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Naiye Shemi, ɓaɓa ʋaʋana ʋose ʋaEberi, mukuru waJafeti, wakaɓerekerwa ʋana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Naiye Shemu, baba vavana vose vaEbheru, mukuru waJafeti, akaberekerwa vana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Shemu mukoma waJafeti akaberekawo vana. Ndiye tateguru wemhuri yevaEbheru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Shemu mukoma waJafeti akaberekawo vana. Ndiye tateguru wemhuri yevaEbheru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Shemu akaberekerwawo vanakomana, mukoma wake akanga ari Jafeti; Shemu akanga ari tateguru wavanakomana vose vaEbheri. See the chapter |