Genesi 10:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Nyika yavaKanani yaivambira kuSidhoni zvichienda kuGerari, kundosvika kuGaza, zvoenda nokuSodhomu neGomora neAdhima neZebhoimu kundogumira kuRasha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Muganho waʋaKanani wakataŋga paZidoni, ukaenda Gerari, ukaȿika Gaza, ukaenda Sodoma, neGomora, neAdama, neZiboimi, ukaȿika paRasha. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Muganhu wavaKenani wakatanga paSidhoni, ukaenda Gerari, ukasvika Gaza, ukaenda Sodhomu, neGomora, neAdhamu, neZibhoimu, ukasvika paRasha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Nyika yavaKanani yaivambira kuSidhoni zvichienda kuGerari, kundosvika kuGaza, zvoenda nokuSodhomu neGomora neAdhima neZebhoimu kundogumira kuRasha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Nyika yavaKanani yaivambira kuSidhoni zvichienda kuGerari, kundosvika kuGaza, zvoenda nokuSodhomu neGomora neAdhima neZebhoimu kundogumira kuRasha. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 uye miganhu yavaKenani yakasvika kuSidhoni yakananga kuGerari kusvikira kuGaza, uyezve yakananga kuSodhomu, Gomora, Adhima neZebhoimi, kusvikira kuRasha.) See the chapter |