Online Bible

- Advertisements -

Genesi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete kuti pasi pakaoma pabude pachena,” zvikabva zvaita saizvozvo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Mŋari akati: Mvura iri pasi peɗeŋga ŋgaiʋuŋgane pamŋe cete, kuti pasi pakawoma paʋonekwe; ɀikaita saiɀoɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Mwari akati: Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete, kuti pasi pakaoma paonekwe; zvikaita saizvozvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete kuti pasi pakaoma pabude pachena,” zvikabva zvaita saizvozvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete kuti pasi pakaoma pabude pachena,” zvikabva zvaita saizvozvo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Uye Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane panzvimbo imwe chete, uye pasi pakaoma ngapaonekwe.” Uye zvakaita saizvozvo.

See the chapter Copy

Genesi 1:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements