Genesi 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mŋari akaɀiropafadza, akati: Ƃerekai, muwande, muzadze mvura iri mumakuŋgwa; neshiri ŋgadziwande panyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Mwari akazviropafadza, akati: Berekai, muwande, muzadze mvura iri mumakungwa; neshiri ngadziwande panyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mwari akazviropafadza akati, “Berekanai muwande muzadze mvura iri mumakungwa, uye shiri ngadziwande panyika.” See the chapter |