Genesi 1:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechina. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa recinna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechina. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechina. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechina. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechina. See the chapter |