Online Bible

- Advertisements -

Genesi 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mwari akaita mazivheneko maviri kunoti, zivheneko guru rokutonga masikati, kozoti zivheneko duku rokutonga usiku, akaitawo nyenyedzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Mŋari akaita ɀiedza ɀikuru ɀiʋiri; ciedza cikuru kuti ciɓate ʋushe masikati, neciedza ciɗuku, kuti ciɓate ʋushe ʋusiku, nenyeredzi ʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Mwari akaita zviedza zvikuru zviviri; chiedza chikuru kuti chibate ushe masikati, nechiedza chiduku, kuti chibate ushe usiku, nenyeredziwo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mwari akaita mazivheneko maviri kunoti, zivheneko guru rokutonga masikati, kozoti zivheneko duku rokutonga usiku, akaitawo nyenyedzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Mwari akaita mazivheneko maviri kunoti, zivheneko guru rokutonga masikati, kozoti zivheneko duku rokutonga usiku, akaitawo nyenyedzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Mwari akaita zviedza zvikuru zviviri, chiedza chikuru kuti chibate ushe masikati uye chiedza chiduku kuti chibate ushe usiku. Akaitawo nyeredzi.

See the chapter Copy

Genesi 1:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements