Genesi 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ŋgaɀiʋe ɀiedza panɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀivenekere panyika; ɀikaita saiɀoɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 ngazvive zviedza panzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika; zvikaita saizvozvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uye ngazvive zviedza munzvimbo yedenga kuti zvivhenekere panyika.” Uye zvakaita saizvozvo. See the chapter |