Genesi 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwari akatumidza pasi pakaoma kuti nyika. Mvura iya yakanga yaungana akaitumidza kuti makungwa. Mwari akaona kuti zvakanaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mŋari akatumidza pasi pakawoma, akati Nyika; nemvura yakaʋuŋgana akaitumidza, akati Makuŋgwa; Mŋari akaʋona kuti ɀakanaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Mwari akatumidza pasi pakaoma, akati Nyika; nemvura yakaungana akaitumidza, akati Makungwa; Mwari akaona kuti zvakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwari akatumidza pasi pakaoma kuti nyika. Mvura iya yakanga yaungana akaitumidza kuti makungwa. Mwari akaona kuti zvakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mwari akatumidza pasi pakaoma kuti nyika. Mvura iya yakanga yaungana akaitumidza kuti makungwa. Mwari akaona kuti zvakanaka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mwari akatumidza pasi pakaoma kuti, “nyika,” uye mvura yakaungana akaiti “makungwa.” Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. See the chapter |