Firemoni 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Dai mubatirapamwe wako muchitendero wangobereka muchero wokuti iwe uzive zvakanaka zviri matiri kuitira Kristu See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 kuti kugoʋana kwokutenda kwako kuʋe nesimba, kuti ɀakanaka ɀose ɀiri mukati meɗu kunaKristu ɀizikanwe; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 kuti kugovana kwokutenda kwako kuve nesimba, kuti zvakanaka zvose zviri mukati medu kuna Kristu zvizikanwe; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Dai mubatirapamwe wako muchitendero wangobereka muchero wokuti iwe uzive zvakanaka zviri matiri kuitira Kristu See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Dai mubatirapamwe wako muchitendero wangobereka muchero wokuti iwe uzive zvakanaka zviri matiri kuitira Kristu See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndinokunyengeterera kuti ugovane navamwe nesimba, kuitira kuti uve noruzivo rwakazara pamusoro pezvinhu zvose zvakanaka zvatinazvo muna Kristu. See the chapter |