Firemoni 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 mushandipamwe nesu wapamwoyo naApiya hanzvadzi yedu naAchipusi musoja pamwechete nesu nesangano rinonamatira pamba pako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 nokunaApfia, hanɀadzi yeɗu, nokunaArkipo, murwi pamŋe cete nesu, nokukereke iri mumba mako: See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 nokunaAfia, hanzvadzi yedu, nokunaAkipo, murwi pamwechete nesu, nokukereke iri mumba mako: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 mushandipamwe nesu wapamwoyo naApiya hanzvadzi yedu naAchipusi musoja pamwechete nesu nesangano rinonamatira pamba pako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 mushandipamwe nesu wapamwoyo naApiya hanzvadzi yedu naAchipusi musoja pamwechete nesu nesangano rinonamatira pamba pako. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 kuna Afia hanzvadzi yedu, kuna Akipo murwi pamwe chete nesu uye nokukereke inosangana mumba mako: See the chapter |