Firemoni 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akanga ari munhu asina maturo kwauri asi iye zvino ave munhu ane basa kwauri nokwandiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 wakaŋga asiŋgakuɓatsiri kare, asi ɀino unokuɓatsira ɀikuru, iwe neni; See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 akanga asingakubatsiri kare, asi zvino anobatsira zvikuru, iwe neni; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akanga ari munhu asina maturo kwauri asi iye zvino ave munhu ane basa kwauri nokwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye akanga ari munhu asina maturo kwauri asi iye zvino ave munhu ane basa kwauri nokwandiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Akanga asingabatsiri kwauri kare, asi zvino ava kubatsira kwatiri tose iwe neni. See the chapter |