Firemoni 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Pauro musungwa akasungirwa Kristu Jesu, tinokunyorera tiri pamwechete naTimoti hama yedu iwe Firimoni See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Pauro, musuŋgwa waKristu Jesu, naTimotio, hama yeɗu, kunaFiremoni, muɗikanwa weɗu nounoɓata nesu, See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Pauro, musungwa waKristu Jesu, naTimoti, hama yedu, kuna Firimoni, mudikanwi wedu noanobata nesu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Pauro musungwa akasungirwa Kristu Jesu, tinokunyorera tiri pamwechete naTimoti hama yedu iwe Firimoni See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndini Pauro musungwa akasungirwa Kristu Jesu, tinokunyorera tiri pamwechete naTimoti hama yedu iwe Firimoni See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pauro, musungwa waKristu Jesu, naTimoti hama yedu, kuna Firimoni shamwari yedu inodikanwa uye nomushandi pamwe chete nesu, See the chapter |