Online Bible

- Advertisements -

Ezekieri 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vachingunorakatisa kuuraya vanhu kudaro ini ndakasara ndangova ndoga ndokuti nouso kwidiba ndichichema ndichiti, “Aa-a nhai Tenzi Mwari asi mava kutoparadza zvose zvakasara zveIsiraeri pamusana pokuvirukira kwenyu Jerusaremu nehasha?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino ʋakati ʋaciʋuraya, ini ndasiyiwa ndiri ndoga, ndikawira pasi neciso caŋgu, ndikacema, ndiciti: Haiwa, Ishe Jehova! Ko moparadza ʋose ʋakasara ʋaIsraeri pakuɗurura kwenyu hasha dzenyu pamsoro peJerusarema here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino vakati vachiuraya, ini ndasiyiwa ndiri ndoga, ndikawira pasi nechiso changu, ndikachema, ndichiti, “Aiwa, Ishe Jehovha! Ko munoparadza vose vakasara vaIsiraeri pakudurura kwenyu hasha dzenyu pamusoro peJerusaremu here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vachingunorakatisa kuuraya vanhu kudaro ini ndakasara ndangova ndoga ndokuti nouso kwidiba ndichichema ndichiti, “Aa-a nhai Tenzi Mwari asi mava kutoparadza zvose zvakasara zveIsiraeri pamusana pokuvirukira kwenyu Jerusaremu nehasha?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vachingunorakatisa kuuraya vanhu kudaro ini ndakasara ndangova ndoga ndokuti nouso kwidiba ndichichema ndichiti, “Aa-a nhai Tenzi Mwari asi mava kutoparadza zvose zvakasara zveIsiraeri pamusana pokuvirukira kwenyu Jerusaremu nehasha?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Pavakanga vachiuraya, uye ini ndasara ndoga, ndakawira pasi nechiso, ndichidanidzira, ndichiti, “Haiwa, Ishe Jehovha! Muchaparadza vakasara vose vaIsraeri pakudururwa kwehasha dzenyu pamusoro peJerusarema here?”

See the chapter Copy

Ezekieri 9:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements