Ezekieri 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndokubva avati, “N'oresai imba iyi muzadze nhandare dzacho navanhu vanenge vaurayiwa. Chiendai!” Saizvozvo vakaenda kundouraya vanhu muguta. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akati kwaʋari: Ȿiɓisai imba, muzadze maʋazhe naʋakaʋurawa; ciɓuɗai. Ʋakaɓuɗa, ʋakaʋuraya muguta. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Akati kwavari, “Svibisai imba, muzadze mavanze navakaurawa; chibudai.” Vakabuda, vakauraya muguta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndokubva avati, “N'oresai imba iyi muzadze nhandare dzacho navanhu vanenge vaurayiwa. Chiendai!” Saizvozvo vakaenda kundouraya vanhu muguta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndokubva avati, “N'oresai imba iyi muzadze nhandare dzacho navanhu vanenge vaurayiwa. Chiendai!” Saizvozvo vakaenda kundouraya vanhu muguta. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo akati kwavari, “Svibisai temberi muzadze mavazhe navakaurayiwa. Endai!” Naizvozvo vakaenda vakatanga kuuraya muguta rose. See the chapter |