Ezekieri 8:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 ndokunditizve, “Pinda uone zvakaipisisa kwazvo zvinosemesa zviri kuitwa muno.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akati kwandiri: Pinda, undoʋona ɀinonyaŋgadza ɀakashata ɀaʋanoita pano. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Akati kwandiri, “Pinda, undoona zvinonyangadza zvakashata zvavanoita pano.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 ndokunditizve, “Pinda uone zvakaipisisa kwazvo zvinosemesa zviri kuitwa muno.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 ndokunditizve, “Pinda uone zvakaipisisa kwazvo zvinosemesa zviri kuitwa muno.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo akati kwandiri, “Pinda mukati undoona zvinhu zvakaipa uye zvinonyangadza zvavanoita pano.” See the chapter |