Online Bible

- Advertisements -

Ezekieri 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Iye zvino ndava kukuvirukira nehasha ndipedzere hasha dzangu pauri ndichikutonga maererano namaitiro ako ndichikurangira zvinhu zvako zvose zvinosemesa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino ndobva ndoɗururira hasha dzaŋgu pamsoro pako, ndicapedza kutsamŋa kwaŋgu pamsoro pako, nokukutoŋga ɀakafanira nzira dzako; ndicaʋuyisa ɀinonyaŋgadza ɀako ɀose pamsoro pako.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Zvino ndobva ndodururira hasha dzangu pamusoro pako, ndichapedza kutsamwa kwangu pamusoro pako, nokukutonga zvakafanira nzira dzako; ndichauyisa zvinonyangadza zvako zvose pamusoro pako.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Iye zvino ndava kukuvirukira nehasha ndipedzere hasha dzangu pauri ndichikutonga maererano namaitiro ako ndichikurangira zvinhu zvako zvose zvinosemesa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Iye zvino ndava kukuvirukira nehasha ndipedzere hasha dzangu pauri ndichikutonga maererano namaitiro ako ndichikurangira zvinhu zvako zvose zvinosemesa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ndava pedyo nokudurura hasha dzangu pamusoro pako ndigopedzera kutsamwa kwangu pamusoro pako; ndichakutonga zvakafanira mafambiro ako ndigotsiva zvinyangadzo zvako zvose.

See the chapter Copy

Ezekieri 7:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements