Online Bible

- Advertisements -




Ezekieri 7:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvanzi naTenzi Mwari, “Nhamo dzichavirikana. Heyo nhamo youya!

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀanzi naShe Jehova: Njodzi, njodzi imŋe cete, tarirai, inoʋuya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Njodzi, njodzi imwechete, tarirai, inouya.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvanzi naTenzi Mwari, “Nhamo dzichavirikana. Heyo nhamo youya!

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvanzi naTenzi Mwari, “Nhamo dzichavirikana. Heyo nhamo youya!

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Zvanzi naIshe Jehovha: Njodzi! Njodzi isina kumbonzwikwa nezvayo iri kuuya!

See the chapter Copy




Ezekieri 7:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements