Ezekieri 7:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako zvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ziso raŋgu hariŋgakupembedzi, handiŋgaʋi netsitsi ʋo; asi ndicaʋuyisa nzira dzako pamsoro pako, neɀinonyaŋgadza ɀako ɀicaʋa pakati pako; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ziso rangu haringakupembedzi, handingavi netsitsiwo; asi ndichauyisa nzira dzako pamusoro pako, nezvinonyangadza zvako zvichava pakati pako; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako zvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako zvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Handizokunzwiri ngoni kana kukuponesa; zvirokwazvo ndichakutsiva zvakafanira tsika dzako nezvinyangadzo zviri pakati pako. Ipapo uchaziva kuti ndini Jehovha. See the chapter |