Ezekieri 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari kunyika yeIsiraeri, hokuno kuguma. Kuguma kwagogodzera kumativi mana enyika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iwe, mŋanakomana womunhu, ɀanzi naShe Jehova kunyika yaIsraeri: Kuguma, kuguma kwaȿika pamakona manna enyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Iwe, Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha kunyika yaIsiraeri, ‘Kuguma, kuguma kwasvika pamakona mana enyika.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari kunyika yeIsiraeri, hokuno kuguma. Kuguma kwagogodzera kumativi mana enyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Iwe mwanakomana womunhu zvanzi naTenzi Mwari kunyika yeIsiraeri, hokuno kuguma. Kuguma kwagogodzera kumativi mana enyika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Mwanakomana womunhu, zvanzi naIshe Jehovha kunyika yeIsraeri: Kuguma! Kuguma kwasvika kumativi mana enyika. See the chapter |