Online Bible

- Advertisements -

Ezekieri 47:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akazondiburitsa kunze nokuSuo Guru rokuchamhembe akatenderera neni kunze ikoko kuSuo Guru rokunze rakatarisa kumabvazuva. Mvura yaibuda kudivi rokumaodzanyemba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino akandiɓuɗisa nenzira yesuʋo rokurutiʋi rwokumsoro, akapota neni nenzira yokunze kuȿikira kusuʋo rokunze, nenzira yesuʋo rakaŋga rakatarira kurutiʋi rwezasi; ɀino tarira, mvura zhinji yakaŋga iciɓuɗa kurutiʋi rworudyi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino akandibudisa nenzira yesuo rokurutivi rwokumusoro, akapota neni nenzira yokunze kusvikira kusuo rokunze, nenzira yesuo rakanga rakatarira kurutivi rwezasi; zvino tarira, mvura zhinji yakanga ichibuda kurutivi rworudyi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akazondiburitsa kunze nokuSuo Guru rokuchamhembe akatenderera neni kunze ikoko kuSuo Guru rokunze rakatarisa kumabvazuva. Mvura yaibuda kudivi rokumaodzanyemba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akazondiburitsa kunze nokuSuo Guru rokuchamhembe akatenderera neni kunze ikoko kuSuo Guru rokunze rakatarisa kumabvazuva. Mvura yaibuda kudivi rokumaodzanyemba.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ipapo akandibudisa nokusuo rokumusoro akanditungamirira pakupoterera nechokunze kwesuo rokunze rakatarisana nokumabvazuva, uye mvura yaiyerera ichibva kurutivi rwezasi.

See the chapter Copy

Ezekieri 47:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements