Ezekieri 45:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvanzi naTenzi Mwari, “Zvakwana, imi madzishe eIsiraeri. Kandai pasi utsinye noudzvinyiriri mutonge vanhu noruenzaniso nourarami. Zvokudzinga vanhu vangu izvi ngazvipere, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀanzi naShe Jehova: Ciriŋganiswai naɀo, imi macinda aIsraeri; bvisai kuita nesimba nokupamba, toŋgai ɀakarurama neɀakatendeka; bvisai kumanikidza kwenyu pakati paʋanhu ʋaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvanzi naIshe Jehovha, “Chiringaniswai nazvo, imi machinda aIsiraeri; bvisai kuita nesimba nokupamba, tongai zvakarurama nezvakatendeka; bvisai kumanikidza kwenyu pakati pavanhu vangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvanzi naTenzi Mwari, “Zvakwana, imi madzishe eIsiraeri. Kandai pasi utsinye noudzvinyiriri mutonge vanhu noruenzaniso nourarami. Zvokudzinga vanhu vangu izvi ngazvipere, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvanzi naTenzi Mwari, “Zvakwana, imi madzishe eIsiraeri. Kandai pasi utsinye noudzvinyiriri mutonge vanhu noruenzaniso nourarami. Zvokudzinga vanhu vangu izvi ngazvipere, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Makabvira kure kwazvo, imi imba yaIsraeri! Siyai kuita nechisimba kwenyu nokumanikidza kwenyu mugoita zvakanaka nezvakarurama. Regai kutorera vanhu vangu zvinhu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. See the chapter |