Ezekieri 45:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Padunhu racho ngapave nenzvimbo yakaenzana mativi ose, divi roga roga richiita mazana maviri amamita ana mamita makumi mashanu, iyoyo ichave Nzvimbo Inoera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo panofanira kuʋa nɀimbo tȿene yakaita tsaŋga dzinamazana mashanu pakureɓa ʋuye tsaŋga dzinamazana mashanu paʋupamhi matiʋi ose manna akaenzana; ʋuye panofanira kuʋa noruwa rwakapoteredza kumatiʋi ose runoȿika makubiti makumi mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo panofanira kuva nzvimbo tsvene yakaita tsanga dzina mazana mashanu pakureba uye tsanga dzina mazana mashanu pahupamhi mativi ose mana akaenzana; uye panofanira kuva noruwa rwakapoteredza kumativi ose runosvika makubhiti makumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Padunhu racho ngapave nenzvimbo yakaenzana mativi ose, divi roga roga richiita mazana maviri amamita ana mamita makumi mashanu, iyoyo ichave Nzvimbo Inoera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Padunhu racho ngapave nenzvimbo yakaenzana mativi ose, divi roga roga richiita mazana maviri amamita ana mamita makumi mashanu, iyoyo ichave Nzvimbo Inoera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Panzvimbo iyoyi, chikamu chinosvika makubhiti mazana mashanu paupamhi uye panofanira kuva neimwe nzvimbo yakaipoteredza inosvika makubhiti makumi mashanu paupamhi uye panofanira kuva neimwe nzvimbo inosvika makubhiti makumi mashanu. See the chapter |