Ezekieri 44:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi akati kwandiri, “Suo Guru iri richaramba rakapfigwa. Harifaniri kumbozarurwa. Hapana anofanira kumbopinda nepo nokuti Tenzi, Mwari weIsiraeri ndipo paapinda napo. Naizvozvo rinofanira kugara rakapfigwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jehova akati kwandiri: Suʋo iri rinofanira kugara rakapfigwa, harifaniri kuzarurwa, ʋuye hakunomunhu unofanira kupinda naro, nokuti Jehova Mŋari waIsraeri wapinda naro; saka rinofanira kuramba rakapfigwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Jehovha akati kwandiri, “Suo iri rinofanira kugara rakapfigwa, harifaniri kuzarurwa, uye hakuna munhu anofanira kupinda naro, nokuti Jehovha Mwari waIsiraeri wapinda naro; saka rinofanira kuramba rakapfigwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi akati kwandiri, “Suo Guru iri richaramba rakapfigwa. Harifaniri kumbozarurwa. Hapana anofanira kumbopinda nepo nokuti Tenzi, Mwari weIsiraeri ndipo paapinda napo. Naizvozvo rinofanira kugara rakapfigwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tenzi akati kwandiri, “Suo Guru iri richaramba rakapfigwa. Harifaniri kumbozarurwa. Hapana anofanira kumbopinda nepo nokuti Tenzi, Mwari weIsiraeri ndipo paapinda napo. Naizvozvo rinofanira kugara rakapfigwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jehovha akati kwandiri, “Suo iri rinofanira kugara rakapfigwa. Harifaniri kuzarurwa; hakuna munhu angapinda naro. Rinofanira kugara rakapfigwa nokuti Jehovha, Mwari waIsraeri, akapinda napariri: See the chapter |