Online Bible

- Advertisements -

Ezekieri 40:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Murume iyeyo akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu tarisa nameso ako unzwe nenzeve dzako uise pfungwa dzako dzose pane zvandichakuratidza nokuti chawaunzirwa kuno, kuitira kuti ndikuratidze izvozvo. Zvaunenge waona zvose zvitaurire kumba yaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Murume uyo akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, tarira nameso ako, inzwa nenzeʋe dzako, uraŋgarire nomŋoyo wako ɀose ɀandicakuratidza; nokuti wakaȿitswa pano kuti ndikuratidze iɀoɀo; paridzira imba yaIsraeri ɀose ɀaunoʋona.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Murume uyo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, tarira nameso ako, inzwa nenzeve dzako, urangarire nomwoyo wako zvose zvandichakuratidza; nokuti wakasvitswa pano kuti ndikuratidze izvozvo; paridzira imba yaIsiraeri zvose zvaunoona.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Murume iyeyo akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu tarisa nameso ako unzwe nenzeve dzako uise pfungwa dzako dzose pane zvandichakuratidza nokuti chawaunzirwa kuno, kuitira kuti ndikuratidze izvozvo. Zvaunenge waona zvose zvitaurire kumba yaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Murume uyu akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, tarira nameso ako unzwe nenzeve dzako uye uongorore zvose zvandichakuratidza, nokuti wakasvitswa pano kuti ndikuratidze izvozvi. Utaurire imba yaIsraeri zvose zvaunoona.”

See the chapter Copy

Ezekieri 40:4

Follow us:

Advertisements

Advertisements