Ezekieri 40:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akandiendesa muzviratidzo zvaMwari kunyika yeIsiraeri akandigarisa pasi pagomo refu refu paiva nechimwe chakavakwapo chinenge guta kumaodzanyemba kwacho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Paneɀandakaratidzwa naMŋari, wakandiȿitsa munyika yaIsraeri, akandiisa pagomo refu‐refu, pakaŋga panecinhu cakaŋga cakafanana neguta kurutiʋi rwezasi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Pane zvandakaratidzwa naMwari, akandisvitsa munyika yaIsiraeri, akandiisa pagomo refu-refu, pakanga pane chinhu chakanga chakafanana neguta kurutivi rwezasi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akandiendesa muzviratidzo zvaMwari kunyika yeIsiraeri akandigarisa pasi pagomo refu refu paiva nechimwe chakavakwapo chinenge guta kumaodzanyemba kwacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akandiendesa muzviratidzo zvaMwari kunyika yeIsiraeri akandigarisa pasi pagomo refu refu paiva nechimwe chakavakwapo chinenge guta kumaodzanyemba kwacho. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pane zvandakaratidzwa naMwari akanditora akandiendesa kunyika yeIsraeri akandimisa pagomo refu refu, zasi kwaro kwakanga kune dzimba dzakanga dzichiratidzika seguta. See the chapter |