Online Bible

- Advertisements -




Ezekieri 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Unofanira kutarisa wakanangana nokukombwa kweJerusaremu wakarikungira chibhakera pachena ugoporifita uchiyambira guta iroro kuti:

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Urinzire ciso cako wakatarira kukombga kweJerusarema, ruʋoko rwako rwakafukurwa; ugoprofita pamsoro paro.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Urinzire chiso chako wakatarira kukombwa kweJerusaremu ruoko rwako rwakafukurwa; ugoporofita pamusoro paro.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Unofanira kutarisa wakanangana nokukombwa kweJerusaremu wakarikungira chibhakera pachena ugoporifita uchiyambira guta iroro kuti:

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 “Unofanira kutarisa wakanangana nokukombwa kweJerusaremu wakarikungira chibhakera pachena ugoporifita uchiyambira guta iroro kuti:

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Urinzire chiso chako wakatarira kukombwa kweJerusarema uye noruoko rwako rwakashama uprofite pamusoro paro.

See the chapter Copy




Ezekieri 4:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements