Ezekieri 37:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akandifambisa mukati mawo kutenderera, wonei akanga ari hungwandagwanda kuwanda mubani imomo uye akanga akati papata kwazvo kuoma. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akandipfuʋudza napakati pawo kumatiʋi ose; tarirai, aiʋa’po akawanda kwaɀo pakacena pamupata; ʋuye, tarirai, akaŋga akawoma kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 akandipfuudza napakati pawo kumativi ose; tarirai, aivapo akawanda kwazvo pakachena pamupata; uye tarirai, akanga akaoma kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akandifambisa mukati mawo kutenderera, wonei akanga ari hungwandagwanda kuwanda mubani imomo uye akanga akati papata kwazvo kuoma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akandifambisa mukati mawo kutenderera, wonei akanga ari hungwandagwanda kuwanda mubani imomo uye akanga akati papata kwazvo kuoma. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akanditungamirira kuno nokoko pakati pawo, uye ndakaona mapfupa mazhinji zhinji pamusoro pomupata; mapfupa akanga akaoma kwazvo. See the chapter |