Ezekieri 35:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndichaita kuti maguta ako asare ava matongo uve renje zvaro ugozoziva kuti ndini Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndicaparadza maguta ako, iwe ucaʋa ɗoŋgo; ɀino ucaziʋa kuti ndini Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ndichaparadza maguta ako, iwe uchava dongo; zvino uchaziva kuti ndini Jehovha.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndichaita kuti maguta ako asare ava matongo uve renje zvaro ugozoziva kuti ndini Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndichaita kuti maguta ako asare ava matongo uve renje zvaro ugozoziva kuti ndini Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichashandura maguta ako akava matongo uye iwe uchaparadzwa. Ipapo uchaziva kuti ndini Jehovha. See the chapter |