Ezekieri 33:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi ukayambira akaipa kuti apinduke pauipi hwake asi iye worega zvake kupinduka panzira yake, achafira muuipi hwake asi iwe unenge wazviponesa upenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi kana ukanyeʋera wakaipa pamsoro penzira yake, uciti atendeʋuke pairi, akasatendeʋuka panzira yake, iye ucafa nokuɗa kweɀakaipa ɀake, asi iwe warwira hako mŋeya wako. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Asi kana ukanyevera wakaipa pamusoro penzira yake, uchiti atendeuke pairi, akasatendeuka panzira yake, iye achafa nokuda kwezvakaipa zvake, asi iwe warwira hako mweya wako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi ukayambira akaipa kuti apinduke pauipi hwake asi iye worega zvake kupinduka panzira yake, achafira muuipi hwake asi iwe unenge wazviponesa upenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi ukayambira akaipa kuti apinduke pauipi hwake asi iye worega zvake kupinduka panzira yake, achafira muuipi hwake asi iwe unenge wazviponesa upenyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi iwe kana ukanyevera munhu wakaipa uyu kuti adzoke kubva panzira dzake, iye akasaita izvozvo, achafa nokuda kwechivi chake, asi iwe unenge waponesa upenyu hwako. See the chapter |