Ezekieri 33:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 munhu anenge anzwa kurira kwehwamanda akarega kuzvichenjererawo zvake, hondo yebakatwa ikamutora, munhu iyeyo rufu rwake nderwokuzviparira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ipapo aninani unonzwa kurira kwehwamanda, akasatenda kunyeʋerwa, kana munondo ukaȿika, ukamubvisa, ropa rake ricaʋa pamusoro wake, iye amene. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 ipapo ani naani anonzwa kurira kwehwamanda, akasatenda kunyeverwa, kana munondo ukasvika, ukamubvisa, ropa rake richava pamusoro wake, iye amene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 munhu anenge anzwa kurira kwehwamanda akarega kuzvichenjererawo zvake, hondo yebakatwa ikamutora, munhu iyeyo rufu rwake nderwokuzviparira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 munhu anenge anzwa kurira kwehwamanda akarega kuzvichenjererawo zvake, hondo yebakatwa ikamutora, munhu iyeyo rufu rwake nderwokuzviparira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 ipapo ani naani kana akanzwa hwamanda asi akasava nehanya nenyevero uye munondo ukasvika ukamuuraya, ropa rake richava pamusoro wake. See the chapter |