Ezekieri 33:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana iye akaona hondo yebakatwa ichiuya munyika, akaridza hwamanda achiyambira vanhu, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ɀino kana iye akaʋona munondo uciȿika panyika, akaridza hwamanda, akanyeʋera ʋanhu; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 zvino kana iye akaona munondo uchisvika panyika, akaridza hwamanda, akanyevera vanhu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana iye akaona hondo yebakatwa ichiuya munyika, akaridza hwamanda achiyambira vanhu, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana iye akaona hondo yebakatwa ichiuya munyika, akaridza hwamanda achiyambira vanhu, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uye iye akaona munondo uchiuya kuzorwa nenyika akaridza hwamanda kuti anyevere vanhu, See the chapter |