Ezekieri 32:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Ndichadzongodza mwoyo yavanhu vakawanda. Pandinokuendesa kuhutapwa mukati mevechirudzi kunyika dzausingazivi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndicaʋodza ʋo mŋoyo yamarudzi mazhinji aʋanhu, kana ndiciȿitsa kuparadzwa kwako pakati pamarudzi, nokunyika dzawakaŋga usiŋgaziʋi iwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 “Ndichawodzawo mwoyo yamarudzi mazhinji avanhu, kana ndichisvitsa kuparadzwa kwako pakati pamarudzi, nokunyika dzawakanga usingazivi iwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Ndichadzongodza mwoyo yavanhu vakawanda. Pandinokuendesa kuhutapwa mukati mevechirudzi kunyika dzausingazivi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Ndichadzongodza mwoyo yavanhu vakawanda. Pandinokuendesa kuhutapwa mukati mevechirudzi kunyika dzausingazivi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndichatambudza mwoyo yavanhu vazhinji, pandichauyisa kuparadzwa kwako pakati pendudzi, pakati penyika dzausina kumboziva. See the chapter |