Ezekieri 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Chiripo ndechokutika handisi kukutuma kune vanhu vanotaura chirudzi kana mumwe mutauro wakaoma, asi kuti kumba yaIsiraeri, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti hautumŋi kurudzi runomutaurire usiŋgazikanwi norurimi runogozha, asi kuimba yaIsraeri; See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 “Nokuti hautumwi kurudzi runo mutauriro usingazikanwi norurimi rwakaoma, asi kuimba yaIsiraeri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Chiripo ndechokutika handisi kukutuma kune vanhu vanotaura chirudzi kana mumwe mutauro wakaoma, asi kuti kumba yaIsiraeri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Chiripo ndechokutika handisi kukutuma kune vanhu vanotaura chirudzi kana mumwe mutauro wakaoma, asi kuti kumba yaIsiraeri, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Hausi kutumwa kuvanhu vane mutauro usinganzwisisiki uye norurimi runogozha, asi kuimba yaIsraeri, See the chapter |