Ezekieri 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu chienda kumba yaIsiraeri utaure kwavari namazwi angu aya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, famba uende kuimba yaIsraeri, utaure kwaʋari mashoko aŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, famba uende kuimba yaIsiraeri, utaure kwavari mashoko angu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu chienda kumba yaIsiraeri utaure kwavari namazwi angu aya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akatiwo kwandiri, “Iwe mwanakomana womunhu chienda kumba yaIsiraeri utaure kwavari namazwi angu aya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, chienda zvino kuimba yaIsraeri undotaura mashoko angu kwavari. See the chapter |