Ezekieri 29:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 nyika yeIjipiti igova renje zvaro risina chinhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi. “Zvaunoti rwizi rweNairi ndorwangu, uye ndini ndakarwuita, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nyika yeEgipita icaʋa ɗoŋgo nenɀimbo yakaparadzwa ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova. Ɀayakati: Rwizi ndorwaŋgu, ndini ndakaruita, See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 “Nyika yeIjipiti ichava dongo renzvimbo yakaparadzwa zvino vachaziva kuti ndini Jehovha. Zvayakati, ‘Rwizi ndorwangu, ndini ndakaruita, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 nyika yeIjipiti igova renje zvaro risina chinhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi. “Zvaunoti rwizi rweNairi ndorwangu, uye ndini ndakarwuita, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 nyika yeIjipiti igova renje zvaro risina chinhu. Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi. “Zvaunoti rwizi rweNairi ndorwangu, uye ndini ndakarwuita, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ijipiti ichava dongo rakaparadzwa. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha. “ ‘Nokuti iwe wakati, “Nairi ndorwangu; ndini ndakaruita,” See the chapter |