Ezekieri 2:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndakati tarisei, onei ruoko rwakanga rwatambanudzwa kwandiri, wonei muruoko macho maiva nebhuku rokumononora rakanyorwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ndakati ndicitarira, ndikaʋona ruʋoko rwakatambanudzirwa kwandiri; tarira, buku yakapetwa yakaŋga iri’mo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino ndakati ndichitarira, ndikaona ruoko rwakatambanudzirwa kwandiri; tarira, bhuku yakapetwa yakanga irimo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndakati tarisei, onei ruoko rwakanga rwatambanudzwa kwandiri, wonei muruoko macho maiva nebhuku rokumononora rakanyorwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndakati tarisei, onei ruoko rwakanga rwatambanudzwa kwandiri, wonei muruoko macho maiva nebhuku rokumononora rakanyorwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo ndakatarira, ndikaona ruoko rwakatambanudzirwa kwandiri. Marwuri makanga mune gwaro, See the chapter |