Ezekieri 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akaritambanudza pamberi pangu; raiva rakanyorwa seri neseri. Mariri makanga makanyorwa mazwi okuchema nokuungudza nokuyambira.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 akaipetenura pamberi paŋgu; yakaŋga yakanyorwa mukati nokunze, makaŋga makanyorwa mariro, nokucema, nenhamo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 akaipetenura pamberi pangu; yakanga yakanyorwa mukati nokunze, makanga makanyorwa mariro, nokuchema, nenhamo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akaritambanudza pamberi pangu; raiva rakanyorwa seri neseri. Mariri makanga makanyorwa mazwi okuchema nokuungudza nokuyambira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akaritambanudza pamberi pangu; raiva rakanyorwa seri neseri. Mariri makanga makanyorwa mazwi okuchema nokuungudza nokuyambira.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 rakapetenurwa pamberi pangu. Rakanga rakanyorwa kumativi aro ose mashoko okuchema nokuungudza nenhamo. See the chapter |