Ezekieri 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 mapapiro azvo akanga akagumana chimwe nechimwe chazvo chaingofamba chakananga pachakananga chichienda chisingatsauki. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mapapiro aɀo akaŋga akaɓatana; haɀina‐kutsauka pakufamba kwaɀo, asi cimŋe necimŋe cairuramira mberi pakufamba kwaco. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Mapapiro azvo akanga akabatana; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo, asi chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 mapapiro azvo akanga akagumana chimwe nechimwe chazvo chaingofamba chakananga pachakananga chichienda chisingatsauki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 mapapiro azvo akanga akagumana chimwe nechimwe chazvo chaingofamba chakananga pachakananga chichienda chisingatsauki. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 uye mapapiro azvo aigunzvana. Chimwe nechimwe chazvo chaienda mberi chakarurama; zvakanga zvisingacheuki pakufamba kwazvo. See the chapter |