Estere 9:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nokuti Modhekai akanga ava mukuru mukuru mumuzinda wamambo mukurumbira wake ukadhuma munyika dzose idzodzo pamusana pokuti simba raModhekai rakaramba richingokura-kura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Mordekai wakaŋga ari mukuru paimba yamambo, nembiri yake yakaŋga yaȿika kumatiʋi ose enyika; nokuti murume uyu Mordekai wakaramba acikura. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti Modhekai akanga ari mukuru paimba yamambo, nembiri yake yakanga yasvika kumativi ose enyika; nokuti murume uyu Modhekai akaramba achikura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nokuti Modhekai akanga ava mukuru mukuru mumuzinda wamambo mukurumbira wake ukadhuma munyika dzose idzodzo pamusana pokuti simba raModhekai rakaramba richingokura-kura. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Modhekai akanga ari mukuru mukuru mumuzinda; mbiri yake yakapararira munyika yose, uye akava nesimba rakaramba richikura. See the chapterShona BIBLE4 Nokuti Modhekai akanga ari mukuru paimba yamambo, nembiri yake yakanga yasvika kumativi ose enyika; nokuti murume uyu Modhekai akaramba achikura. See the chapter |