Online Bible

- Advertisements -

Estere 9:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 vaJudha vakazviisira murao, ivo pachavo navana vavo nevose vakanga vabatana navo wokuti: vaifanira kuzochengeta mazuva maviri iwaya gore negore pasina zvokumborega kuachengeta, vachiachengeta somunyorerwo wazvakaitwa uyewo panguva yacho yakatemwa;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 ʋaJuda ʋakatema cireʋo ʋakaɀisuŋga, kuti iʋo naʋana ʋaʋo, naʋose ʋaizoɀiisa kwaʋari, haʋaŋgatoŋgoregi kuraŋgarira mazuʋa iwayo maʋiri, seɀakaŋga ɀanyorwa pamsoro pawo, ʋuye paŋguʋa yakaŋga yatarwa gore rimŋe nerimŋe;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 vaJudha vakatema chirevo vakazvisunga, kuti ivo navana vavo, navose vaizozviisa kwavari, havangatongoregi kurangarira mazuva iwayo maviri, sezvakanga zvanyorwa pamusoro pawo, uye panguva yakanga yatarwa gore rimwe nerimwe;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 vaJudha vakazviisira murao, ivo pachavo navana vavo nevose vakanga vabatana navo wokuti: vaifanira kuzochengeta mazuva maviri iwaya gore negore pasina zvokumborega kuachengeta, vachiachengeta somunyorerwo wazvakaitwa uyewo panguva yacho yakatemwa;

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 vaJudha vakasarudza kusimbisa tsika yokuti ivo navana vavo navose vaizobatana navo vaifanira kucherechedza mazuva maviri aya gore negore vasingatongoregi, sezvazvakanga zvakanyorwa uye nenguva dzakatarwa.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

27 vaJudha vakatema chirevo vakazvisunga, kuti ivo navana vavo, navose vaizozviisa kwavari, havangatongoregi kurangarira mazuva iwayo maviri, sezvakanga zvanyorwa pamusoro pawo, uye panguva yakanga yatarwa gore rimwe nerimwe;

See the chapter Copy

Estere 9:27

Follow us:

Advertisements

Advertisements