Estere 9:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Naizvozvo vakatumidza mazuva iwaya zita rokuti Purimu zvichibva kune izwi rokuti Puri. Saka naizvozvo, pamusana pezvose zvakanga zvakanyorwa mutsamba iyoyo nedzavakanga vasangana nadzo panyaya iyoyi nezvakanga zvavawira; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Naiɀoɀo ʋakatumidza zita ramazuʋa iwayo Purimi nezita rePuri. Ɀino nokuɗa kwamashoko ose eŋwadi iyo, neɀaʋakaʋona pamsoro pecinhu ico, neɀaʋakaitirwa, See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Naizvozvo vakatumidza zita ramazuva iwayo Purimi nezita rePuri. Zvino nokuda kwamashoko ose e’nwadhi iyo, nezvavakaona pamusoro pechinhu icho, nezvavakaitirwa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Naizvozvo vakatumidza mazuva iwaya zita rokuti Purimu zvichibva kune izwi rokuti Puri. Saka naizvozvo, pamusana pezvose zvakanga zvakanyorwa mutsamba iyoyo nedzavakanga vasangana nadzo panyaya iyoyi nezvakanga zvavawira; See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 (Naizvozvo mazuva aya akadaidzwa kuti Purimu, kubva pavara rokuti puri.) Nokuda kwezvakanyorwa zvose mutsamba uye nokuda kwezvavakanga vaona, nezvakaitika kwavari, See the chapterShona BIBLE26 Naizvozvo vakatumidza zita ramazuva iwayo Purimi nezita rePuri. Zvino nokuda kwamashoko ose etsamba iyo, nezvavakaona pamusoro pechinhu icho, nezvavakaitirwa, See the chapter |