Estere 9:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 vaJudha vakaunganidzana mumaguta avo munyika dzose dzamambo Ahasuerusi kuti vakuvadze vaida kuvapinza munyatwa. Ipapo hakuna akakwanisa kumirisana navo nokuti kutya vaJudha kwakanga kwawira marudzi ose avanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋaJuda ʋakaʋuŋgana pamaguta aʋo pamatiʋi ose enyika dzamambo Ahashveroshi, kuti ʋaʋuraye aʋo ʋakatȿaka kuʋaitira ɀakaipa; hakuna‐wakaŋga acigona kuʋadziʋisa, nokuti ʋanhu ʋose ʋakaʋatya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 vaJudha vakaungana pamaguta avo pamativi ose enyika dzamambo Ahashivheroshi, kuti vauraye avo vakatsvaka kuvaitira zvakaipa; hakuna akanga achigona kuvadzivisa, nokuti vanhu vose vakavatya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 vaJudha vakaunganidzana mumaguta avo munyika dzose dzamambo Ahasuerusi kuti vakuvadze vaida kuvapinza munyatwa. Ipapo hakuna akakwanisa kumirisana navo nokuti kutya vaJudha kwakanga kwawira marudzi ose avanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 VaJudha vakaungana mumaguta avo munyika dzose dzaMambo Zekisesi kuti varwise avo vaitsvaka kuparadzwa kwavo. See the chapterShona BIBLE2 vaJudha vakaungana pamaguta avo pamativi ose enyika dzamambo Ahasuerusi, kuti vauraye avo vakatsvaka kuvaitira zvakaipa; hakuna akanga achigona kuvadzivisa, nokuti vanhu vose vakavatya. See the chapter |