Online Bible

- Advertisements -

Estere 9:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 VaJudhawo vakanga vari mune dzimwe nyika dzomunyika yaMambo, vakaunganawo kuti vazvidzivirire. Vakawana zororo kuvavengi vavo nokuuraya zviuru makumi manomwe avanhu ane zviuru zvishanu vaivavenga asi havana chavakapamba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Naʋamŋe ʋaJuda ʋaiʋa pamatiʋi enyika yamambo ʋakaʋuŋgana, ʋakarwira ʋupenyu bgaʋo, ʋakazorora paʋaʋeŋgi ʋaʋo, ʋakaʋuraya pakati paʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋaneɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀishanu; asi haʋana‐kupambara nhumbi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Navamwe vaJudha vaiva pamativi enyika yamambo vakaungana, vakarwira upenyu hwavo, vakazorora pavavengi vavo, vakauraya pakati pavavengi vavo vane zviuru zvina makumi manomwe nezvishanu; asi havana kupambara nhumbi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 VaJudhawo vakanga vari mune dzimwe nyika dzomunyika yaMambo, vakaunganawo kuti vazvidzivirire. Vakawana zororo kuvavengi vavo nokuuraya zviuru makumi manomwe avanhu ane zviuru zvishanu vaivavenga asi havana chavakapamba.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Zvichakadaro, vakasara vavaJudha vaiva munyika yamambo vakaunganawo kuti vazvidzivirire uye kuti vanunurwe kubva kuvavengi vavo. Vakauraya zviuru makumi manomwe nezvishanu asi havana kubata zvakapambwa.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

16 Navamwe vaJudha vaiva pamativi enyika yamambo vakaungana, vakarwira upenyu hwavo, vakazorora pavavengi vavo, vakauraya pakati pavavengi vavo vane zviuru zvina makumi manomwe nezvishanu; asi havana kupambara nhumbi.

See the chapter Copy

Estere 9:16

Follow us:

Advertisements

Advertisements