Online Bible

- Advertisements -

Estere 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 VaJudha vaiva muguta reSusa vakaunganidzanazve pamusi wegumi nechina wemwedzi waAdhari, vakauraya mazana matatu avarume vomuSusa asi hapana chavakapamba.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 ƲaJuda ʋaiʋa paShushani ʋakaʋuŋgana ɀe nezuʋa regumi namanna romŋedzi weAdari, ʋakaʋuraya ʋarume ʋanamazana matatu paShushani, asi haʋana‐kupambara nhumbi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 VaJudha vaiva paShusha vakaunganazve nezuva regumi namana romwedzi weAdhari, vakauraya varume vana mazana matatu paShusha, asi havana kupambara nhumbi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 VaJudha vaiva muguta reSusa vakaunganidzanazve pamusi wegumi nechina wemwedzi waAdhari, vakauraya mazana matatu avarume vomuSusa asi hapana chavakapamba.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 VaJudha vaiva muShushani vakaungana pamwe chete pazuva regumi namana romwedzi waAdhari, uye vakauraya mazana matatu avarume muShushani, asi havana kubata zvakapambwa.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

15 VaJudha vaiva paShusha vakaunganazve nezuva regumi namana romwedzi weAdhari, vakauraya varume vana mazana matatu paShusha, asi havana kupambara nhumbi.

See the chapter Copy

Estere 9:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements