Estere 9:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 navanakomana gumi vaHamani mwana waHamudhata, muvengi wavaJudha, asi havana chavakapamba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 iʋo ʋanakomana ʋanegumi ʋaHamani mŋanakomana waHamedata, muʋeŋgi waʋaJuda, ʋakaʋaʋuraya ʋo; asi haʋana‐kupambara nhumbi dzaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 ivo vanakomana vane gumi vaHamani mwanakomana waHamedhata, muvengi wavaJudha, vakavaurayawo; asi havana kupambara nhumbi dzavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 navanakomana gumi vaHamani mwana waHamudhata, muvengi wavaJudha, asi havana chavakapamba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 vanakomana gumi vaHamani, mwanakomana waHamedhata, muvengi wavaJudha. Asi havana kubata zvakapambwa. See the chapterShona BIBLE10 ivo vanakomana vane gumi vaHamani mwanakomana waHamedhata, muvengi wavaJudha, vakavaurayawo; asi havana kupambara nhumbi dzavo. See the chapter |