Estere 8:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mambo Ahasuerusi akati kuna vahosi Esita naModhekai muJudha, “Chionai kuti ndakapa Esita imba yaHamani, akasungirira Hamani pamutandarikwa pamusana pokuti aida kuzouraya vaJudha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo mambo Ahashveroshi akati kunaʋahosi Estere naMordekai muJuda: Tarirai ndapa Estere imba yaHamani, asi iye ʋakamusuŋgirira pamatanda, nokuti wakaɗa kuʋuraya ʋaJuda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo mambo Ahashivheroshi akati kuna vahosi Esiteri naModhekai muJudha, “Tarirai ndapa Esiteri imba yaHamani, asi iye vakamusungirira pamatanda, nokuti akada kuuraya vaJudha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mambo Ahasuerusi akati kuna vahosi Esita naModhekai muJudha, “Chionai kuti ndakapa Esita imba yaHamani, akasungirira Hamani pamutandarikwa pamusana pokuti aida kuzouraya vaJudha. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo Mambo Zekisesi akapindura vaHosi Esteri naModhekai muJudha achiti, “Nokuti Hamani akarwisa vaJudha, ndapa imba yake kuna Esteri, uye ivo vamuturika padanda. See the chapterShona BIBLE7 Ipapo mambo Ahasuerusi akati kuna vahosi Esiteri naModhekai muJudha, “Tarirai ndapa Esiteri imba yaHamani, asi iye vakamusungirira pamatanda, nokuti akada kuuraya vaJudha. See the chapter |