Online Bible

- Advertisements -




Estere 8:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Munyika dzose idzodzo nomumaguta ose kwakasvikwa nechirevo chamambo nezvakanga zvatemwa namambo, makava nokufara nokupembera pakati pavaJudha. Kwakabva kwaitwa zuva guru okufara nokuzorora. Vamwewo mukati menyika iyoyi vakazviti vava vaJudha nokuti vakanga vawirwa nokutya vaJudha.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino parutiʋi rumŋe norumŋe rwenyika, napaguta rimŋe nerimŋe, pose pakaȿika murairo wamambo necireʋo cake, ʋaJuda ʋakafara nomufaro mukuru, ʋakaita mutambo nezuʋa romufaro. Ʋanhu ʋazhinji pakati pendudzi dzaʋanhu dzenyika ʋakazoʋa ʋaJuda; nokuti ʋakaŋga ʋacitya ʋaJuda kwaɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino parutivi rumwe norumwe rwenyika, napaguta rimwe nerimwe, pose pakasvika murayiro wamambo nechirevo chake, vaJudha vakafara nomufaro mukuru, vakaita mutambo nezuva romufaro. Vanhu vazhinji pakati pendudzi dzavanhu dzenyika vakazova vaJudha; nokuti vakanga vachitya vaJudha kwazvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Munyika dzose idzodzo nomumaguta ose kwakasvikwa nechirevo chamambo nezvakanga zvatemwa namambo, makava nokufara nokupembera pakati pavaJudha. Kwakabva kwaitwa zuva guru okufara nokuzorora. Vamwewo mukati menyika iyoyi vakazviti vava vaJudha nokuti vakanga vawirwa nokutya vaJudha.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Munyika imwe neimwe, uye mumaguta ose, makasvika chirevo chamambo, maiva nomufaro nokufarisisa pakati pavaJudha, vachiita mabiko nokupembera. Uye vanhu vazhinji vedzimwe ndudzi vakava vaJudha nokuda kwokutya kwakanga kwavabata.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

17 Zvino parutivi rumwe norumwe rwenyika, napaguta rimwe nerimwe, pose pakasvika murairo wamambo nechirevo chake, vaJudha vakafara nomufaro mukuru, vakaita mutambo nezuva romufaro. Vanhu vazhinji pakati pendudzi dzavanhu dzenyika vakazova vaJudha; nokuti vakanga vachitya vaJudha kwazvo.

See the chapter Copy




Estere 8:17

Follow us:

Advertisements


Advertisements