Estere 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Saizvozvowo vokumhanya namashoko vaya vakabva vati karakata pamabhiza avo anomhanya kwazvo, aimboshandiswa pabasa ramambo ndokuenda nokukurumidza nokuti chaive chinhu chatemwa namambo. Chirevo ichi chakatemwa muguta reSusa, guta guru renyika iyoyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Naiɀoɀo nhume, dzakataȿa mabiza anomhanyisa kwaɀo paɓasa ramambo, dzakaenda dzicicimbidzikiswa nokukurudzirwa nomurairo wamambo; cireʋo ico cikatemŋa paShushani nhare yamambo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Naizvozvo nhume, dzakatasva mabhiza anomhanyisa kwazvo pabasa ramambo, dzakaenda dzichichimbidzikiswa nokukurudzirwa nomurayiro wamambo; chirevo icho chikatemwa paShusha nhare yamambo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Saizvozvowo vokumhanya namashoko vaya vakabva vati karakata pamabhiza avo anomhanya kwazvo, aimboshandiswa pabasa ramambo ndokuenda nokukurumidza nokuti chaive chinhu chatemwa namambo. Chirevo ichi chakatemwa muguta reSusa, guta guru renyika iyoyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vatakuri vetsamba vakatasva mabhiza ashe vakaamhanyisa kwazvo, vachisundwa nokurayira kwamambo. Uye chirevo chakaziviswawo munhare yeShushani. See the chapterShona BIBLE14 Naizvozvo nhume, dzakatasva mabhiza anomhanyisa kwazvo pabasa ramambo, dzakaenda dzichichimbidzikiswa nokukurudzirwa nomurairo wamambo; chirevo icho chikatemwa paShusha nhare yamambo. See the chapter |